<<<< Maviringuro (Makoronike) >>>> Nehemiha

N'wadhi ra Ezira kana Betsira (Chihebheru: עֶזְרָא, ʿEzrāʾ; fl. 480–440 BCE), rinodanwa futi kuti Ezira Mugwari (עֶזְרָא הַסּוֹפֵר‎, ʿEzrāʾ hasSōfēr) uye Eizra Mfundisi muN'wadhi ra Ezira, mugwari wechiJudha (sofer) uye mufundusi (kohen). MuChigereko-Ratini Ezira anonzi Esdras (Chigiriki: Ἔσδρας). Zvichienderana neBhaibheri rechiHebheru aive mudhisendendi wa Sraya, Mufundisi Mukuru akaitamabasa muTemple Rekutanga, uye aive nohukama huri pedyo na Joshuwa, Mufundisi Mukuru wekutanga we Temple Rechipiri.

Ringai zve: chinjirudza