Nangawa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Margaret Nangawa; Suzan Nangawa; Melanie Nangawa; Moreen Nangawa.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Maconde inoti nangahwa (n. weed).
  • Digo vanoti nanga (an anchor).
  • Lugungu vanoti nanga (n. Anchor, something that prevents a canoe from moving).