Nguno izita revanhu rinowanikwa kuNamibia, Kenya neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Erna Nguno; Nguno Kadongo; Joseph Nguno; Lameck Nguno.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Njem vanoti nguno (n. abandoned village) kureva dongo.