Ngururu

Ngururu (klipspringer) imhuka ndiki inowanikwa muAfrica. Mhuka idzi dzinowanikwa kubva kuCape of Good Hope kuSouth Africa zvichikwira nedunhu rekuchamhembe kweAfrica madzinowanikwa mumakomo ane mabwe; dzotevedza dunhu rekumabvazuva dzichisvika kuEthiopia mumakomo eko..

RatidzoEdit