Nhara sezita
Nhara izita rinowanikwa munyika yeZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Rukudzo Nhara; Anselmo Nhara; Regis Nhara, William Nhara aiva mushandi weZanu-PF.
- Mazwi ari pedyo: Chitara sezita, Chitare sezita, Matare sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lugwere inoti mutala (n. locality; local area) kureva nharaunda. Lenje inoti kutala (on the other side, beyond) kureva kumhiri. Tonga inoti mutala (beyond).
- Lenje vanoti tala (side; one of two sides e.g. of river or valley - usually the furthest side) kureva rimwe remativi maviri, zvikurusei divi riri mhiri.
- Kinyarwanda vanoti intare (region, area) kureva dunhu. BaKalanga vanoti nala (adj. - red brown markings on an ox) kureva mavara matsvuku ari pamombe.
- Lingala inoti kotala (to look). Herero inoti tara (behold, observe, look at, see) kureva kutarira.
- Kikongo inoti kutala (to look after, at, for; inspect, view, review, observe, watch, gaze at, notice). Mamwe mazwi: ntala (n. a look, glance).