Mutsvanzva

(runangakatsva kubva kuNhengeni)

Tsvanzva kana nhengeni (Ximenia caffra) muchero unovavira unowanikwa muAfrika munyika dzinoti: Angola]], Tanzania, Botswana, Malawi, Mozambique, Zambia, Zimbabwe, neSouth Africa.

Kurapa chinjirudza

  • Mashizha emutsvanzwa anotapwa mushonga unorapa marwadzo emusana.
  • Mudzi wemutsvanzwa unokuyiwa kuita mushonga unorapa maronda.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

 
Tsvanzva dzava kuibva

Zvakakochekwa chinjirudza