Nhindi (a portion of flesh; a joint of meat; thick steak without bones).

  • Nhindi yenyama (a piece of meat).

Mazwi eBantu

chinjirudza
  • VaTaita vanoti kakindi (n. morsel - a piece or amount of food, a mouthful).
  • Kinande vanoti ekihindi (n. piece, morsel) kureva nhindi.
  • VaChewa vanoti tinda (thick strong stuff, to be thick or stiff). Sokuti evere ra tinda (the breast is thick).
  • VaWanga vanoti okhukhatsa (eat meat or other relish alone, or out of proportion to the amount of). Zvichida izwi iri rinotodzana neChiShona chinoti kukatsa.