Njanja izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Tawanda Njanja; Wambui Njanja; Nokuthula Njanja; Amen Njanja.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Umbundu vanoti ocinjanja (small hollow - basin-like).
  • Kimbundu vanoti njanja (little fish).