Njuzu
Tarisai futi peji re Njuzu (shavi)
Njuzu (ku Chingezi: water spirit; mermaid) kana izita rinoshandiswa kutumidzira shavi ye mvura kana shavi inogadara mumvura. Mumazuva anhasi shoko iri rinoshandiswa futi kureva chinonzi mermaid (memedhi) kutsika ye Varungu, chisikwa che ruambangano yavo chine mwiri inoratidzika se wehove kuzasi asi semunhu kumusoro.
Hapana shoko re chishona rinoshandiswa kumirira iyo memedhi, saka shoko rekuti njuzu rakatorwa nekuti zvese zviri zviviri zvinogara mumvura.
Njuzu ne memedhi yeVarungu zvakasiyana nekuti maitiro adzo mutsika dzedu ne yavo hazvina kufanana.
Madanirwo chinjirudza
Shoko rekuti memedhi (mermaid) kuChingezi rinoshandisirwa "chihove-munhu" chechikadzi, shoko rekuti memeni (merman) ndiro rinoshandisirwa "chihove-munhu" che chirume.
Mutsika yanhasi chinjirudza
Tarisai futi peji re Njuzu mutsika yanhasi
Terevhizeni chinjirudza
Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza
- Njuzu (shavi ye mvura)
- Shavi
- Udorongodzwa hwe mashavi
Mitauro yeBantu chinjirudza
- Kimbundu vanoti kianda (n. mermaid) kureva njuzu.