Nkhadze izita remhuri rinowanikwa muMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Chimwemwe Nkhadze; Chrissy Nkhadze; Monica Nkhadze; Shirah Nkhadze.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Venda inoti mutungu (n. pencil cactus).
  • Chewa inoti nkhadze (n. pencil cactus).
  • Bemba inoti ulunsonga kana lunsonga (n. pencil cactus).
  • Shona inoti kanyan'anya (n. pencil cactus).