Nyabire izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Ghana neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Tina Nyabire; Rose Nyabire; Immacule Nyabire; Protus Nyabire.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Swahili inoti kabila (a tribe, subdivision of a tribe). VaIkizu vanoti rikabira (tribe) kureva rudzi.
  • VaKabwa inoti kabhira (tribe) kureva rudzi. VaGwere neVaGungu vanoti kibira (forest) kureva sango.
  • C'Lela inoti bìlà̱ (n. river bank, shore) kureva gombe rerwizi. Mamwe mazwi: bílà̱ (v. change statement). Sangho vanoti bira (n. struggle).
  • Kimbundu inoti kabila (n. cattle breeder, shepherd). Uyo Ibibio vanoti bire (v. become black; become ripe).