Nyagura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Shumai Nyagura; Farai Nyagura; Shamiso Nyagura

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaWabo vanoti onyagula (v. make noise) vachireva kuita ruzha.
  • Kikuyu vanoti nyagura (n. one who buys) vachireva mutengi.