Nyambare izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: George Nyambare; Esrom Nyambare; Dorothea Nyambare; Victor Nyambare.
  • Kune mhando yehohwa hunonzi nyambare.
  • Mazita ari pedyo: Nyambari.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Herero vanoti vari, mbari, tuvari (n. two) kureva mbiri. Mamwe mazwi: kuta (v.i. border).