Nyambari sezita
Nyambari izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neKenya.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Herero vanoti vari, mbari, tuvari (n. two) kureva mbiri. Mamwe mazwi: kuta (v.i. border).