Nyamusi izita remhuri rinowanikwa kuKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Maurine Nyamusi; Delvin Nyamusi; Christine Nyamusi .
  • Nyamusi handi mangwana. Today is not tomorrow.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.