Nyarukunda izita inowanikwa muZimbabwe.

KuMadziva iri kuMashonaland Central kune chikoro chinonzi Nyarukunda High School.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi>

  • VaVenda vanoti lukunda, vhukunda kana makunda (n. bracelet).
  • VaRwanda vanoti urukundo (love). VaRwanda vanoti gukunda (to love).
  • VaShambala neVaBwisi vanoti kukunda (to love, to like) vachireva kuda. Mamwe mazwi: kukundana (to like each other) vachireva kudanana.
  • Kimbundu vanoti rikunda (n. back; hump).