Nyaya (nge. story, nde. indaba swa: hadithi) zvinoreva mashoko anotaurwa achirondedzera maitikiro ezvinhu. Nyaya inogona kuva nhoroondo yechokwadi yakaitika kana ngano yakarukwa nemunhu sezvinoita vamwe vanyori vemabhuku.

Mitauro ye Chibantu

chinjirudza

Mamwe mapeji ekutarisa

chinjirudza