Bhuku
Bhuku (Book in English) chinyorwa chakabatanidzwa mapepa kuva bumbiro rimwe ringava nenyaya imwe kana nyaya dzkawanda.
Bhuku rinonyanya kudhindiswa Pasirose ndiro bhaibheri.
TsikaEdit
Nzvimbo inochengeta mabhuku nemamwe magwaro ichikweretesa kuvanhu vachizodzora inonzi guvamagwaro.
Mamwe MazwiEdit
- Kutsinamira kana kutsikitsira (pore over a book).