Nyazika izita remhuri rinowanikwa mu Zimbabwe, vachiera mutupo we Shiri/Hungwe, vazhinji vanowanikwa kwaMutare.

  • Vanhu vane zita iri: '; Eric Nyazika; Munyaradzi Nyazika; Prince Nyazika; Larah Nyazika; Kin Nyazika; Carol Nyazika.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.