Omani

(Redirected from Oman)
Usurutani we Omani
Flag of Oman.svg National emblem of Oman.svg
Rwiyo: Nashid as-Salaam as-Sultani, "National anthem of Oman"
Oman (orthographic projection).svg

Omani (Chiarabhu: عُمَان ʿUmān), pachihofisi ichinzi Usurutani we Omani (Ara: سلْطنةُ عُمان Salṭanat(u) ʻUmān), inyika yechiArabhu yakagadzikwa kuchamhembekwemadokero eEzhiya. Iri kuchamhembechemabvazuva egombe rePeninzura reArabhu, uye rinoendera kuGuhwi re Perusiya. Omani miganhu yevhu ne Saudhi Arabhiya, Mubatano weVuamire weArabhiya, ne Yemeni, ichipanana miganhu ne Irani ne Pakistani zve.

Template:Mabvazuva Epakati