Pedyo
(runangakatsva kubva kuPadhuze)
Pedyo, padyo kana padhuze (close in space or time).
- Mudhuze, kudhuze.
- Portuguese inoti perto (adj. near; nearby; close; nigh) kureva pedo.
- Ngokukasira kwakabuda zvinwe zvenyara yomunhu, zvikanyora pakatsetswa parukumbati rwengome youmambo pasinde nechigadzikiro chechibani: Suddenly the fingers of a human hand appeared and wrote on the plaster of the wall, near the lampstand in the royal palace. (Daniel 5:5, Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Nyanja inoti kuandika (to be near, adjoin) kuva pedyo. Sokuti: nkondo yaandika iri pafupi (war is near).
- Herero inoti mene kana omene (Along, close; by the side of; near) kureva mudhuze.
- Sotho inoti pel'a (by/beside/near) kureva pedyo. Bemba inoti mumbali (around) kureva mudhuze.
- Lubukusu inoti aeembi (near). Vadi inoti kusa (near, towards, facing) kureva kuva pedyo.
- Mambwe inoti mbali (near, nearby) kureva pedyo. Mamwe mazwi: mbali ya luzi (river bank; river shore; vicinity of a river) kureva gombe rerwizi.
- Lenje inoti sena (be near, approach, come close). Mamwe mazwi: -sene (near, close). Senana (close to each other).
- Kikongo inoti finama (be near, come near) kureva kuva pedyo. Chuwabo inoti vakuvu (near) kureva pedyo.
- Lozi inoti tuko (beside, near) - kwatuko a mukwakwa - near the road. Mbukushu neMaconde vanoti pepi (near) kureva pedyo.
- Shambala inoti hehi na kana umondo wa (adj. near). Mamwe mazwi: hashi ha (adj. below). Kaili ka (n. next to).
- Uyo Ibibio inoti do (adj. there, in that place (near the person spoken to), there.). Mamwe mazwi: udo (there (near the person addressed),).