Pemba izita remhuri rinowanikwa muAngola, neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Phillip Pemba; Pemba Mwepu; Arthur Pemba; Pemba Domingos.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikongo inoti mpembe (whiteness, white, pallor) kureva huchena. Mamwe mazwi pemba (to be white or get white) kureva kuchena. Chuwabo vanoti ebembembe (dawn).
  • Mambwe inoti pembenuka (to clear up - after being overcast, foggy), kuchena kwekunze. Mamwe mazwi: pembesuka (to get better, to recuperate, to be convalescent), kupora mushure mehurwere
  • Herero inoti pemba (v. convalesce, cure; heal, recover, improve, ripen, get on satisfactory, get brighter; shining, nice, pleasant) kureva kupora hurwere.
  • Kinande vanoti erihembuka (v. cure; heal) kureva huchena. Nyanja inoti pemba (v. ask, entreat, beseech).