Razio (Chiitari: Lazio, Chiputukezi: Lácio, Chiratini: Latium) kana Lazio ndeimwe yematunhu makumimaviri ekutonga eItari. Iri munzvimbo yepakati peninsular chikamu chenyika, ine 5,864,321 vagari - zvichiita kuti ive yechipiri nharaunda ine vanhu vakawanda muItari (mushure meLombardy uye pamberi peCampania ) - uye GDP yayo inodarika €197 bhiriyoni pagore zvinoreva kuti ine hupfumi hwenyika yechipiri pakukura. Guta guru reRazio iRhoma , rinova zvakare guta guru uye guta hombe reItari.

Razio

(Lazio)

Rhijoni ye Itari
Mureza Khoti ye Muoko
Nyika: Itari
Guta guru: Rhoma
Hurumende
• Mtungamiri wenyika Nicola Zingaretti (PD)
Ruwa
• Totali 17,242 km2 (6,657 sq mi)
Huwandu

(2019)

• Totali 5,864,321
Dhensiti 340/km2 (880/sq mi)
Mamwe mazita: English: Lazian

Italian: Laziale

Zoni ye nguva UTC+1 (CET)
• Zhizha (DST) UTC+2 (CEST)
ISO 3166 Khodhi IT-62
GDP (nominal) €201 billion (2019)
GDP pa kapita €34,300 (2019)
HDI (2019) 0.914

very high · 3rd of 21

NUTS Rhijoni ITE
Webhusaiti www.regione.lazio.it

Tarisai futi: chinjirudza