Rinda, hwiro, bwiro kana guva igomba rinovigwa munhu afa.

TsumoEdit

  • Hapana mutunhu usina guva. There is no region without a grave.
  • Shure kweguva hakuna muteuro. Beyond the grave there is no prayer (offering).
  • Kutsi kweguva hakuna munamato. Beneath the grave there is no prayer to God.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaBemba vanoti cilindi (a grave) vachireva rinda.
  • VaGiryama vanoti mbira (n. grave, tomb) vachireva rinda. Fananidzai nrwiyo rwokuti Kuenda Mbire?
  • VaWanga vanoti eshirindwa (a grave after it has been filled in) vachireva guva mushure mekufushirwa.