Ritande izita remhuri rinowanikwa muAngola, neMoçambique.

  • Vanhu vane zita iri: Joao Ritande; Rodrigues Ritande; Jaime Ritande.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti ritande (n. field) kureva munda.
  • Kimbundu inoti ritande (n. sloping land next to the beach).