Rukanga izita remhuri rinowanikwa kuTanzania neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Samuel Rukanga; Amanda Rukanga; Florence Rukanga; Billy Rukanga.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaLamba inoti kanga (v. hinder, resist, prevent) kureva kukangaidza?
  • Kimbundu inoti kanga (n. surface; face; area) kureva pamusoro pechinhu.
  • Kinande inoti olukanga (n. side of the body) rutivi rwemuviri. Mamwe mazwi: erıkw’ olukánga ̧(suffer from pneumonia).
  • Kutuk inoti kanga (courageous, fearless) kureva kusatya. Mamwe mazwi: kanga (strong, powerful, courageous; (2) angry, wrathful).