Rukweguro
Rukweguro kana kuchembera (old age).
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Kutanamara (to grow old).
- Mutana (An old person). Pakuwanda vonzi vatana
Tsumo
chinjirudza- Chinokwegura chinokotama musoro wegudo chave chinokoro.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- MaZulu vanoti xhegula (Grow old, attain advanced age (of men). Mamwe mazwi: amaxhegu (old men). Ubuxhegu (old age of men).
- VaSwahili vanoti mtu mzima (grown person, adult). VaSwahili vanoti uzee (old age) kureva rukweguro.
- VaMambwe vanoti ulanzi (longevity, long life, durability, ability of surviving many confinements, sickness, etc) kureva kurarama nguva refu.
- Kimbundu vanoti kufa ni ukota (die in old age) kufa wakwegura. Mamwe mazwi: ukota (n. adulthood, majority).
- VaLenje vanoti chekula (be old, worn out - of persons and things) - zvichida vachireva kukwegura.