Sangano (organization) zvinoreva boka revanhu rakaumbwa nechinangwa chekuita mabasa akatatarwa. Somuenzaniso kune masangano anonzi: SADC, African Union, United Nations zvichingodaro.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaMambwe vanoti cilongano (a meeting, gathering, group of people) kureva sangano.
  • Lugungu vanoti kitongole (n. institution; department, organisation) kureva sangano. Mamwe mazwi: kutongooza (v. launch officially).
  • Lugungu vanoti butongole (n. sub-parish). Mamwe mazwi: mutongole (n. village chief).