Sekuru Hanzvadzi yaAmai

(runangakatsva kubva kuSekuru hanzvadzi yaamai)

Patsika dzeVaShona hanzvadzi yaAmai anonzi sekuru; sekuru ava munhu wekuti mwanakomana anokwanisa kusununguka navo pakutaura nyaya dzake asinganyare.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pakutaura kwemimwe mitauro yeBantu zita raSekuru Hanzvadzi yaAmai rinodaidzwa sokuti ndiAmai vechirume.