Sora kana masora (Weeds) zvinoreva huswa hwakamera mumunda mahusiri kudiwamo. Varimi vanotema sora vachiitira kuti zvirimwa zvavo zvikure zvakanaka zvisingaite makwikwi pakudya nesora.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaMaconde vanoti nangahwa (weed) vachireva sora. Kuti izwi iri rine chekuita nezita rokuti Mnangagwa?
  • Mang'anja vanoti kusokeka kana kusokeka mbeu (to sow in grass, in ground unhoed; drop into uncut grass) kureva kudyara musora.
  • Mang'anja vanoti soka (of something thrown into the grass or bush) kureva chinhu chakavigwa musora kana mugwenzi.
  • Mang'anja vanoti kusokama (to be hidden in the grass or bush) kureva chinhu chakavigwa musora kana mugwenzi.
  • VaFipa vanoti alu'sakula kana aku'sakula (v. weed) kureva kusakura.
  • Lubwisi vanoti busolu (n. Grass).