Chitofu (Stove in English) mudziyo unoshandirwa panguva yokubika. Chitofu chinobatidzwa chopisa chichishandiswa kudziyisa kana kubika chikafu.

Kune mhando dzezvitofu dzakawanda dzinodziyiswa nehuni, magetsi, marasha, uye paraffin.