Open main menu

Tarabande (topography) apa kureva kutarwa kwemepu inotaridza kuumbika kwakaita nyika, zvichisanganisira nzizi, makomo, mapani, mipata zvichingodaro.

Kupiwa kweZitaEdit

Izwi rokuti topography rakaumbwa nezvikamu zvinoti: topos kureva place uye graph zvichireva write. Saka pano pabatanidzwa mazwi anoti kutara uye bande - apa bande zvichireva ndima kana chikamu chenzvimbo. Nemamwe maonero tinogona kuti topography idudzirwe ichinzi tararuvara.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaYao vanoti luwala (an open space) kureva ruvara.
  • VaDigo vanoti uphande kana phande (side, direction, piece, portion, direction, a certain part, region, district, part of a town or country).