Tinashe izita reChishona rinopiwa vana vechisikana uye chikomana. Tinashe zvinoreva paChingezi kuti "God is with us", uye mwana anezita iri anogona kushandisa zita reChihebheru rokuti Immanuel.

Vanhu chinjirudza

Vanozivikanwa ne zita iri:

Mamwe mazita chinjirudza