Tsine (black jack; bidens pilosa) rudzi rwesora runoita maruva ane minzwa mitema inonamira pamachira.

  • Mhundu (Black Jack seed) mbeu yetsine.
Immature fruiting head

Mitauro yeAfrikaEdit

  • VaVenda vanoti mushidzhi (n. Bidens pilosa) kureva tsine. VaTsonga vanooti muxiji (n. Bidens pilosa) kureva tsine.
  • South Sotho vanoti mohonyane, moonyane kana mokolonyane (n. Bidens pilosa) kureva tsine.
  • Sepedi vanoti monyane kana mogwete (n. undergrowth). Waalii vanoti moo/mosogu (n. undergrowth).