Open main menu

Mutsubvu kana mutsere muti unobereka muchero unonzi tsubvu unoibva wakasviba kuita mutema.

TsumoEdit

  • Kure kwegava ndokusina mutsvubvu.