Jidakama

(Redirected from VaDakama)

Jidakama mutauro weBantu unowanikwa kuTanzania.

Mamwe MazwiEdit

  • VaDakama vanoti godooka (n stop working) kureva kukotoka.
  • VaDakama vanoti iba (v. steal) kureva iba.
  • VaDakama vanoti ela (float) kureva kuyangarara.
  • VaDakama vanoti guzya (sell) kureva kutengesa.
  • VaDakama vanoti mkwano (bride price) kureva roora.
  • VaDakama vanoti igulilu (n. market) kureva musika.
  • VaDakama vanoti doto (wet) kureva kutota.
  • VaDakama vanoti datu (three) kureva tatu.
  • VaDakama vanoti masangu (grain food) kureva zvidyo zvetsanga sechibage, rukweza, negorosi.
  • VaDakama vanoti haya (say) kureva kutaura.
  • VaDakama vanoti heha (smoke).
  • VaDakama vanoti limbwe (hyena) kureva bere.
  • VaDakama vanoti dubula (eat) kureva kudya.
  • VaDakama vanoti heembeka (teach) kureva kudzidzisa.
  • VaDakama vanoti bada (catch) kureva kubata.
  • VaDakama vanoti kakumbi (small grass hopper) kureva kahwiza.