Vakhoekhoe kana Wakhoekhoe (kanafuti neimwe nzira yekunyora Vakhoikhoi, vaimbonzi; Hottentots) ruchava rwevanhu vevhu rokuchamhembechemadokero eAfurika patsika. Vanowanzo sanganiswa ne Vasan (kureva "Foragers"). Shoko rokuti "Khoekhoe" kana "Khoikhoi" rinobva pashoko rokuti kare kana dumidzo rokurumbidza, harisi shoko romitauro yavo, asi rakagagara kubva kare richishandiswa kuturikirwa vatauri vechiKhoi muAfurika ye Chamhembe, kunyanya mapoka anenge aya: !Ora, !Gona, Nama, Xiri uye madhidhizha e ǂNūkhoe.

Zita chinjirudza

Shoko rokuti kare, rakafanan neshoko reChivanhu rokuti "kare", zvichinzi ndipo pakabva zita rokuti Khoekhoe/Khoikhoi zvinenge zvichireva Vakhoikhoi vainzi Vakarekare izvi zvinoenderana nenzvimbo yavo pasirose seboka revanhu vekare-kare, uye ndivo vatangakugara vechisi cheAfurika ye Chamhembe mushure mekusvika kwedu Vabanthu, kubva pakasvika Vakalanga, Vakaranga, Vangona uye mamwe mapoka eVabantu vakatanga kuuya kuChamhembe kwe Afurika.

Pamusoro pezvo, zvichinzi ndipo pakabva zita ravo zvinoreva vakatumwa sezvakaitwa Vakorekore, vakadanwa kutodza shoko rokuti "gore" rikazove kore, nokuda kwe tama gore ne gore kwavo.

Are you using computer-based translation program? The last sentence there is not grammatically correct according to the way we speak Shona. You may want to include some human editing.