Afurika ye Chamhembe
Afurika ye Chamhembe kana Chamhembe che Afurika ichisi (kana rhijoni) yakagadzikwa kuchamhembe cheziwumbe re Afurika, inotsanangurwa zvakasiyana zvichienderana ne tarachisi kana utongachisi, uye inosanganisira pakati nyika shanu (nhika) kusvika makumimaviri (nhukira). Mavuso mashanu eMubatananidzwa weTsika dzeChamhembe cheAfurika (MTCA; muChingezi: SACU) dzagara dzichisanganiswa muChamhembe cheAfurika.
|
Chirevo ne mashandisirwo
chinjirudzaSkimu yeMM ye marijoni etaranyika ne MTCA
chinjirudzaMuchirongwa cheMubatanidzwa weMadhidhiza (MM; Chingezi: UN) chenzvimbo dzenzvimbo, nyika shanu dzinoumba Chamhembe che Afurika:
- Vutswana
- Eswatini (Swazilendi)
- Vusutu (Resutu)
- Namibhiya
- Afurika Chamhembe
Mubatanidzwa weTsika dzeChamhembe cheAfurika (MTCA), vakaisika muna1969, inosanganisa masteti mashanu mu zasi-rijoni reMM muChamhembe cheAfurika.
Mamembha eSBCA
chinjirudzaSangano reBudiriro kuAfurika ye Chamhembe (SBAC; kuChingezi: SADC) rakagadzirwa muna1980 ku fesiliteta kowoperesheni murijoni. Inosanganisa: