Kuvira kweZuva

(runangakatsva kubva kuZuva ravira)

Kudoka kwezuva, kudeuka kwezuva kana kuvira kwezuva (sunset) zvinoreva kunyura kwezuva apo chiedza chemasikati chinoshaika kuchibva kwauya rima rehusiku.

Zuva richionekwa pakuvira kwaro kuPortugal, October 2007

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Kikongo inoti yila (to begin to grow dark) vachireva kuvira kwezuva. VaWanga vanoti okhwira (to become dusk) vachireva kuvira kwezuva.
  • Zigula inoti uswero (dusk, sunset, sundown, west) kureva madeko. Frafra vanoti bira (adj. sombre; obscure; dark). Fananidzai nokuti kuvira kwezuva?
  • Yao inoti kwaswela kana kuswele (at sunset, sundown) kureva pakudoka kwezuva. VaYao vanoti kuswa (to set - of the sun, sundown) kureva kudoka kwezuva.
  • MaZulu vanoti mathunzi (In the late afternoon) vachireva pakudeuka kwezuva. Muenzaniso: selimathunzi sesiphindela emakhaya (it is now late afternoon, we are heading home).
  • Nkonya inoti bi (v.to become black) kureva kuita chisvipa. Mamwe mazwi: bila (darken). Fananidzai nokuti zuva ravira?
  • Shilluk inoti tok (adj. absent) kureva kusavapo.
 
Kumonereka kweChisi chakavhekwa nezuva zvichionekwa kuNorth Pole. Pamachingano erima nechiedza maranzi ezuva ndipo panotanga nekuguma masikati nehusiku