Chikondamunyu

(Redirected from Zvipangamunyu)

Chikondamunyu (halophiles) apa kududza tupuka tunogara munzvimbo dzine munyu wakawanda dzakadai seDead Sea kana Great Salt Lake. Kana chiri chimwe chonzi chikondamunyu.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaChewa vanoti kukondanzeru (n. philosophy).
  • VaGwere vanoti igonda (n. tenderness; weakness; willingness; be soft or kind).
  • VaGwere vanoti kugonda (v. succumb; be tender; yield; humility; submissiveness; meekness; cede; give in).