Zvoma izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGungu vanoti kyoma kana byoma (n. n. metal, steel, iron) vachireva simbi.
  • VaWanga vanoti okhutsoma (Sheath, insert) kureva kupfekera. Mamwe mazwi okhutsomokha (come out; slip out of sheath or socket) kureva kusvomhoka.
  • VaWanga vanoti okhutsomola (unsheath, pull out from sheath or socket; withdraw; extricate oneself, escape) vachireva kusvomhora.
  • VaNyoro vanoti -somora (to draw a sword) zvichireva kuzvomora kana kusvomhora munondo.