Abarahama (kana Abhurahamu pakutodza Chihebheru, akazvarwa sa Abaramo kana Abhuramu) ndisatate wechiHebheru wezvinamato zve Ruabarama, kusanganisa Ujudha, Ukristu, Uyisalama. MuUjudha, ndivo baba vekuamba ukama wakakosha pakati paMwari ne Vajudha; muUkristu, ndivo mutate wechidzimu wevatendi vose, kunyangwe vari Vajudha kana vasiri; muUyisalama, ndivo vanobatanidza ngetani ye svikiro dze Ruyisilama kubva kuna Adhamu (ringai Adhamu muChiyisalama) uye uchiguma kuna Muhammad.

Mashoko okuziva chinjirudza

Ringai zve: chinjirudza