Abarahama izita reChivanhu rinobva pamashoko okuti kubara kana kuzvara ye kuvara neshoko rokuti hama. Zita iri rakafanana nezita reChishemu kana Chihebheru rinowanikwa mubhaibheri rokuti Abhurahama, rinoreva kuti "Baba we madhidhizha", zita iri rinoreva zviri pedyo "baba we hama" kana "muzvari we hama".

Iri zita ndiro futi zita remunhu wemuBhaibheri anodanwa achinzi zve Abhurahamu, uyo akakosha kwazvo muzvitendero zve Ruabarahama, vaAbarahama.

Zita iri rimwechete nemazita okuti Azvarahama, Avarahama, Bawehama.

Mamwe mazita akanaka Aseka, Shemanzwa, Sarai, Isheanesu, Tadiwanashe, Hamandishe

Ringai zve: chinjirudza