Bakare
Mazita eMhuri
Bakare izita remhuri munyika yeZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Bakare; Takudzwa Bakare; Bishop Sebastin Bakare we Kereke ye Angilikani.
Kumwe
chinjirudzaNaijeriya
chinjirudzaBakare is zita remhuri rinowanikwa kuNaijeriya futi.
Vanhu vanezita iri:
- Airat Bakare
- Ariyon Bakare
- Ayo Bakare
- Ayinde Bakare
- Bibi Bakare-Yusuf
- Tunde Bakare
- Michael Bakare
- Musa Bakare
- Sebastian Bakare
- Dami Bakare
- Peter Bakare
- Olumide Bakare
- Dele Bakare
- S.B. Bakare
- Rasak Ojo Bakare
- Sezita rekupiwa:
Mitauro ye Chibantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye Chibantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaSwahili vanoti mkale kana wakale (ancestor, forebear, ancient). VaGwere rokuti mukaire kana bakaire (old person) kureva chembere.
- VaDigo vanoti mkare (ancestor) kureva tateguru kana munhu akararama kare. Baila vanoti shikale (an ancient, an ancestor) kureva mukare kana vakare.
- Lozi vanoti baikale kana batu baikale, (n. pl. the people of old, ancestors) kureva vakare. VaGulu vanoti katali (ancient) kureva karekare.
- Sangho vanoti bakale (all knowing genius who is consulted to resolve problems). Mamwe mazwi: bakali (n. dictionary) kureva duramazwi.