<< Bandwe >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2
3 4 5 6 7 8 9
10 11 12 13 14 15 16
17 18 19 20 21 22 23
24 25 26 27 28 29 30

Bandwe (kana Chivabvu mumazuva anhasi) imwedzi watinopemberera zuva rinonzi re Africa day. Bandwe mwedzi wechishanu (kana wemucharikwa) unowanikwa pakati paKubvumbi na Chivabvu, uye ndiwo mwedzu unoita hwerengo ye mwedzi dze Karenda ye Chivanhu dzizare.

Karenda ye Chivanhu chinjirudza

Tarisai peji rizere re: Karenda ye Chivanhu

Karenda ye Chivanhu kana ye Chishona, ikarenda inoshandiswa patsika dze chivanhu kana chikaranga chedu. Ine mwedzi gumi-mbiri (12) makore maviri uye mwedzi gumi-tatu (13) mugore re chitatu. Yakasiyana ne Karenda ya Gregori inotoodza zuva ne mwedzi zvose, saka kutanga kwe mwedzi wegore kwaisiyana zvichienderana nemusi waibuda mwedzi utsva kureva Mwedzi Wakagara. Pamusoro pezvo, mwedzi yaigona kuva ne mazuva 29 kana 30.

Gore re Chivanhu raive ne mwedzi 12 makore maviri uye mwedzi 13 gore rechitatu, richipera muna Mbudzi (october/november) zvichienderana nenzvimbo ye mwedzi. .

Mwedzi Yekare Mwedzi Yanhasi
Zvita 1 Ndira
Ndira 2 Kukadzi
Kukadzi 3 Kurume
Kurume 4 Kubvumbi
Kubvumbi 5 Chivabvu/Bandwe
Bandwe 6 Mwedzi uyu waishandiswa gore rechitatu bedzi. Chikumi
Chivabvu 7 Chikunguru
Chikumi 8 Nyamavhuvhu
Chikunguru 9 Gunyana
Nyamavhuvhu 10 Gumiguru
Gunyana 11 Mbudzi
Gumiguru 12 Zvita
Mbudzi 13

Mamwe mapeji ekutarisa: chinjirudza