Bere sezita
Bere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kutuk inoti bele (adj. greedy; envious) vachireva makaro. Mamwe mazwi: belet (n. greed; envy, avarice).
- Uyo Ibibio inoti bere (lean against; lean on for help).