Bhila
Bhila izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tinotenda Bhila; Tracy Bhila; Judith Bhila.
- Chikamu chinosvika 98% chevanhu vemhuri inonzi Bhila muZimbabwe vakaberekwa natateguru anonzi Mapanyane Bhila uyo akatamira kuruwa runonzu Makoho kuChipinge South. Vamwe vanoti Mapanyane Bhila akapinda munyika ye Zimbabwe achibva kuBilene Macia, Gaza Province, Mozambique.
Mitauro ye Chibantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaKomo vanoti bhira (n. ethnic group). VaKabwa vanoti kabhira (tribe, type, kind) kureva rudzi.
- Swahili inoti kabila (a tribe, subdivision of a tribe). VaDigo vanoti kabila (a tribe) kureva rudzi.
- Barawa inoti Qabiila (tribe) kureva rudzi. VaIkizu vanoti rikabira (tribe) kureva rudzi.
- VaKabwa vanoti Genda otunge kwikabhira rya oweenyu - (Go and rule over your tribe) kureva - enda unotonga rudzi rwenyu.