Bondera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tawanda Bondera; Wadzanai Bondera; Rufaro Bondera; Tapiwa Bondera.
  • Mazwi ari pedyo: Mapondera sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • MaZulu vanoti ilibondela kana amabondela pakuwanda (n. pile of goods. From Afrikaans: bondel) vachireva murwi wenhumbi.
  • MaZulu vanoti imbondelela (accumulation, profit, piling up) vachireva murwi wenhumbi.
  • Lugungu inoti mponderana (n. sequence) kureva kuteverana.
  • Kimbundu inoti kubonda (v. be unsuccessful) kureva kukundika kana kukundikana.