Buyu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Nicole Buyu; Roozah Buyu.
  • Mazwi ari pedyo: Buyurimwe, mawuyu.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.