Buyurimwe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Maxwell Buyurimwe; Brighton Buyurimwe; Addmore Buyurimwe; Muchaneta Buyurimwe.
  • Mazwi ari pedyo: Buyu sezita, mawuyu.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.